GOBO - iya inenge yegold, inoita kuti uite mashura pabonde
GOMBI - regular mbanje usually found muGhetto
CHIDODO - iyo ndiyo yatinomhanyisira masalad, haidhaki
Jul 23
2:14 AM
mboko wadzoka ....iwe ne nyaya dzako dzekusungwa
Jul 23
9:49 AM
Iwe Mboko ko imwe type yembanje inonzi mboko idhodhi unoiketa ,yakamama manje .Ndoinorohwa naTessa everyday. Chengety ndeipi yako ?
Jul 26
6:21 PM
hapana iripo
Jul 28
12:21 PM
mahata kana uchiidawo talk to me mushe pamwe ndingakupe just pambinjana
Jul 29
2:50 AM
tessa huya uone fake profile yako .....
Jul 29
9:54 AM
Tsvagai Jesu vapfana
Jul 30
3:02 AM
fayaman ko ma tune aripi ???
Jul 30
6:19 AM
Chii cinonzi matune
anodhaka here matune aunotaura aya ??
Jul 30
8:02 AM